×

Zvirokwazvo, Allah vakakupai budiriro muhondo zhinji, uye pazuva reHunain (Hondo) apo kuwanda 9:25 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:25) ayat 25 in Shona

9:25 Surah At-Taubah ayat 25 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 25 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿لَقَدۡ نَصَرَكُمُ ٱللَّهُ فِي مَوَاطِنَ كَثِيرَةٖ وَيَوۡمَ حُنَيۡنٍ إِذۡ أَعۡجَبَتۡكُمۡ كَثۡرَتُكُمۡ فَلَمۡ تُغۡنِ عَنكُمۡ شَيۡـٔٗا وَضَاقَتۡ عَلَيۡكُمُ ٱلۡأَرۡضُ بِمَا رَحُبَتۡ ثُمَّ وَلَّيۡتُم مُّدۡبِرِينَ ﴾
[التوبَة: 25]

Zvirokwazvo, Allah vakakupai budiriro muhondo zhinji, uye pazuva reHunain (Hondo) apo kuwanda kwenyu kwakaita kuti muzvitutumadze, asi hazvina kukubatsirai uye nyika nekukura kwayo yakaita idiki kwamuri, naizvozvo makadzokera shure makundikana (muchitiza)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لقد نصركم الله في مواطن كثيرة ويوم حنين إذ أعجبتكم كثرتكم فلم, باللغة الشونا

﴿لقد نصركم الله في مواطن كثيرة ويوم حنين إذ أعجبتكم كثرتكم فلم﴾ [التوبَة: 25]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek