×

Imi vanhu! Zvirokwazvo, zano rakanaka rauya kwamuri kubva kuna Tenzi venyu (Qur’aan), 10:57 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yunus ⮕ (10:57) ayat 57 in Shona

10:57 Surah Yunus ayat 57 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yunus ayat 57 - يُونس - Page - Juz 11

﴿يَٰٓأَيُّهَا ٱلنَّاسُ قَدۡ جَآءَتۡكُم مَّوۡعِظَةٞ مِّن رَّبِّكُمۡ وَشِفَآءٞ لِّمَا فِي ٱلصُّدُورِ وَهُدٗى وَرَحۡمَةٞ لِّلۡمُؤۡمِنِينَ ﴾
[يُونس: 57]

Imi vanhu! Zvirokwazvo, zano rakanaka rauya kwamuri kubva kuna Tenzi venyu (Qur’aan), uye chiponeso pane izvo zviri mumoyo yenyu (kushaiwa ruzivo, hunyengedzi, kugunun’una nekupesana), gwara uye tsitsi kuvatendi (richitsanangudza zvinobvumidzwa uye zvinorambidzwa)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ياأيها الناس قد جاءتكم موعظة من ربكم وشفاء لما في الصدور وهدى, باللغة الشونا

﴿ياأيها الناس قد جاءتكم موعظة من ربكم وشفاء لما في الصدور وهدى﴾ [يُونس: 57]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek