×

Kwavari kune mashoko akanaka, muhupenyu hwepano pasi (munhu pachake kurota zvakanaka kana 10:64 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yunus ⮕ (10:64) ayat 64 in Shona

10:64 Surah Yunus ayat 64 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yunus ayat 64 - يُونس - Page - Juz 11

﴿لَهُمُ ٱلۡبُشۡرَىٰ فِي ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَا وَفِي ٱلۡأٓخِرَةِۚ لَا تَبۡدِيلَ لِكَلِمَٰتِ ٱللَّهِۚ ذَٰلِكَ هُوَ ٱلۡفَوۡزُ ٱلۡعَظِيمُ ﴾
[يُونس: 64]

Kwavari kune mashoko akanaka, muhupenyu hwepano pasi (munhu pachake kurota zvakanaka kana vamwe vanhu kuratidzwa), uye muhupenyu hwamangwana. Hapana kuchinja pamashoko aAllah. Zvirokwazvo, uku ndiko kubudirira kukuru

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لهم البشرى في الحياة الدنيا وفي الآخرة لا تبديل لكلمات الله ذلك, باللغة الشونا

﴿لهم البشرى في الحياة الدنيا وفي الآخرة لا تبديل لكلمات الله ذلك﴾ [يُونس: 64]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek