×

(Uye akati): “Iwe Josefa, murume wechokwadi! Titsanangurirewo (hope) dzemombe nomwe dzakasimba dzichidya 12:46 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:46) ayat 46 in Shona

12:46 Surah Yusuf ayat 46 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 46 - يُوسُف - Page - Juz 12

﴿يُوسُفُ أَيُّهَا ٱلصِّدِّيقُ أَفۡتِنَا فِي سَبۡعِ بَقَرَٰتٖ سِمَانٖ يَأۡكُلُهُنَّ سَبۡعٌ عِجَافٞ وَسَبۡعِ سُنۢبُلَٰتٍ خُضۡرٖ وَأُخَرَ يَابِسَٰتٖ لَّعَلِّيٓ أَرۡجِعُ إِلَى ٱلنَّاسِ لَعَلَّهُمۡ يَعۡلَمُونَ ﴾
[يُوسُف: 46]

(Uye akati): “Iwe Josefa, murume wechokwadi! Titsanangurirewo (hope) dzemombe nomwe dzakasimba dzichidya dzimwe nomwe dzakawonda, uye miguri minomwe inyoro yechibage neimwe minomwe yakaoma, kuti ndive ndinodzokera kuvanhu, uye kuti vave vanoziva.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: يوسف أيها الصديق أفتنا في سبع بقرات سمان يأكلهن سبع عجاف وسبع, باللغة الشونا

﴿يوسف أيها الصديق أفتنا في سبع بقرات سمان يأكلهن سبع عجاف وسبع﴾ [يُوسُف: 46]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek