×

Avo vavanosheedza (saJesu mwana waMariya, Ezira, Ngirozi) vachitsvaga nzira yekuna Tenzi vavo, 17:57 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Isra’ ⮕ (17:57) ayat 57 in Shona

17:57 Surah Al-Isra’ ayat 57 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Isra’ ayat 57 - الإسرَاء - Page - Juz 15

﴿أُوْلَٰٓئِكَ ٱلَّذِينَ يَدۡعُونَ يَبۡتَغُونَ إِلَىٰ رَبِّهِمُ ٱلۡوَسِيلَةَ أَيُّهُمۡ أَقۡرَبُ وَيَرۡجُونَ رَحۡمَتَهُۥ وَيَخَافُونَ عَذَابَهُۥٓۚ إِنَّ عَذَابَ رَبِّكَ كَانَ مَحۡذُورٗا ﴾
[الإسرَاء: 57]

Avo vavanosheedza (saJesu mwana waMariya, Ezira, Ngirozi) vachitsvaga nzira yekuna Tenzi vavo, kuti ndiani pakati pavo angave pedyo; uye (Jesu, Ezira, Ngirozi nevamwe) vanoshuvira tsitsi dzavo (Allah) uye vanotya mutongo wavo. Zvirokwazvo, mutongo waTenzi vako unotyisa (unofanira kutyiwa)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: أولئك الذين يدعون يبتغون إلى ربهم الوسيلة أيهم أقرب ويرجون رحمته ويخافون, باللغة الشونا

﴿أولئك الذين يدعون يبتغون إلى ربهم الوسيلة أيهم أقرب ويرجون رحمته ويخافون﴾ [الإسرَاء: 57]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek