×

Kubva pavaporofita (vaAllah) vari pakati pevana vaAdam (AS) ndivavo vakapihwa mutsa naAllah, 19:58 Shona translation

Quran infoShonaSurah Maryam ⮕ (19:58) ayat 58 in Shona

19:58 Surah Maryam ayat 58 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Maryam ayat 58 - مَريَم - Page - Juz 16

﴿أُوْلَٰٓئِكَ ٱلَّذِينَ أَنۡعَمَ ٱللَّهُ عَلَيۡهِم مِّنَ ٱلنَّبِيِّـۧنَ مِن ذُرِّيَّةِ ءَادَمَ وَمِمَّنۡ حَمَلۡنَا مَعَ نُوحٖ وَمِن ذُرِّيَّةِ إِبۡرَٰهِيمَ وَإِسۡرَٰٓءِيلَ وَمِمَّنۡ هَدَيۡنَا وَٱجۡتَبَيۡنَآۚ إِذَا تُتۡلَىٰ عَلَيۡهِمۡ ءَايَٰتُ ٱلرَّحۡمَٰنِ خَرُّواْۤ سُجَّدٗاۤ وَبُكِيّٗا۩ ﴾
[مَريَم: 58]

Kubva pavaporofita (vaAllah) vari pakati pevana vaAdam (AS) ndivavo vakapihwa mutsa naAllah, zvekare kubva pakati pavo ndopane vatakatakura (mungarava) naNooh (Nowa), uye kubva pavana vaAbrahamu naIzirairi, uye kubva pane avo vatakatungamirira nekusarudza (kubva pakati pavo). Apo ndima dzavane nyasha zhinji (Allah) padzaiverengwa kwavari, vaipunzikira pasi vogwadaira vachichema (kuna Allah)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: أولئك الذين أنعم الله عليهم من النبيين من ذرية آدم وممن حملنا, باللغة الشونا

﴿أولئك الذين أنعم الله عليهم من النبيين من ذرية آدم وممن حملنا﴾ [مَريَم: 58]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek