×

Zvirokwazvo, takatumira iwe (Muhammad (SAW)) nechokwadi (Islaam) semuunzi wemashoko akanaka (kune avo 2:119 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:119) ayat 119 in Shona

2:119 Surah Al-Baqarah ayat 119 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 119 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿إِنَّآ أَرۡسَلۡنَٰكَ بِٱلۡحَقِّ بَشِيرٗا وَنَذِيرٗاۖ وَلَا تُسۡـَٔلُ عَنۡ أَصۡحَٰبِ ٱلۡجَحِيمِ ﴾
[البَقَرَة: 119]

Zvirokwazvo, takatumira iwe (Muhammad (SAW)) nechokwadi (Islaam) semuunzi wemashoko akanaka (kune avo vanotenda kune zvawakaunza, kuti vachaenda kuParadhiso), uye muchenjedzi (kune avo vasingatendi, kuti vachaenda kumoto (Gehena)). Uye hauzombobvunzwi maererano nezvevagari vekumoto

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إنا أرسلناك بالحق بشيرا ونذيرا ولا تسأل عن أصحاب الجحيم, باللغة الشونا

﴿إنا أرسلناك بالحق بشيرا ونذيرا ولا تسأل عن أصحاب الجحيم﴾ [البَقَرَة: 119]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek