×

Uye avo vaitevera vachati: “Dai tine kanguva (kekudzokera kuhupenyu hwepanyika), tageza maoko 2:167 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:167) ayat 167 in Shona

2:167 Surah Al-Baqarah ayat 167 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 167 - البَقَرَة - Page - Juz 2

﴿وَقَالَ ٱلَّذِينَ ٱتَّبَعُواْ لَوۡ أَنَّ لَنَا كَرَّةٗ فَنَتَبَرَّأَ مِنۡهُمۡ كَمَا تَبَرَّءُواْ مِنَّاۗ كَذَٰلِكَ يُرِيهِمُ ٱللَّهُ أَعۡمَٰلَهُمۡ حَسَرَٰتٍ عَلَيۡهِمۡۖ وَمَا هُم بِخَٰرِجِينَ مِنَ ٱلنَّارِ ﴾
[البَقَرَة: 167]

Uye avo vaitevera vachati: “Dai tine kanguva (kekudzokera kuhupenyu hwepanyika), tageza maoko kubva kwavari sekugeza maoko kubva kwatiri kwavaiita (kuzviita vasina mhosva). Nokudaro Allah vachavaratidza mabasa avo sokurasikirwa kwavari. Uye havafi vakabuda mumoto

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقال الذين اتبعوا لو أن لنا كرة فنتبرأ منهم كما تبرءوا منا, باللغة الشونا

﴿وقال الذين اتبعوا لو أن لنا كرة فنتبرأ منهم كما تبرءوا منا﴾ [البَقَرَة: 167]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek