×

Avo vanotyora chirangano (chitsidzo) chaAllah mushure yewirirano yacho, uye vanotyora izvo zvavakakomekedzwa 2:27 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:27) ayat 27 in Shona

2:27 Surah Al-Baqarah ayat 27 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 27 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿ٱلَّذِينَ يَنقُضُونَ عَهۡدَ ٱللَّهِ مِنۢ بَعۡدِ مِيثَٰقِهِۦ وَيَقۡطَعُونَ مَآ أَمَرَ ٱللَّهُ بِهِۦٓ أَن يُوصَلَ وَيُفۡسِدُونَ فِي ٱلۡأَرۡضِۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡخَٰسِرُونَ ﴾
[البَقَرَة: 27]

Avo vanotyora chirangano (chitsidzo) chaAllah mushure yewirirano yacho, uye vanotyora izvo zvavakakomekedzwa naAllah kuti vabatanidze (Chitendero chaAllah, nokutevedzera mitemo yacho pano pasi uye kuchengetedza hukama), uye nokuita zvisakarurama panyika. Vanhu vanodaro ndivo vakarasikirwa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الذين ينقضون عهد الله من بعد ميثاقه ويقطعون ما أمر الله به, باللغة الشونا

﴿الذين ينقضون عهد الله من بعد ميثاقه ويقطعون ما أمر الله به﴾ [البَقَرَة: 27]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek