×

Kana mukave munobuditsa zvipo zvenyu zviri pachena, zvakanaka; asi kana mukazvivanza mopa 2:271 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:271) ayat 271 in Shona

2:271 Surah Al-Baqarah ayat 271 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 271 - البَقَرَة - Page - Juz 3

﴿إِن تُبۡدُواْ ٱلصَّدَقَٰتِ فَنِعِمَّا هِيَۖ وَإِن تُخۡفُوهَا وَتُؤۡتُوهَا ٱلۡفُقَرَآءَ فَهُوَ خَيۡرٞ لَّكُمۡۚ وَيُكَفِّرُ عَنكُم مِّن سَيِّـَٔاتِكُمۡۗ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ خَبِيرٞ ﴾
[البَقَرَة: 271]

Kana mukave munobuditsa zvipo zvenyu zviri pachena, zvakanaka; asi kana mukazvivanza mopa kune varombo, zvinhu zvirinani kwamuri. (Allah) vanokuregererai zvimwe zvezvitadzo zvenyu. Uye Allah vanoziva zvikuru izvo zvamunoita

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن تبدوا الصدقات فنعما هي وإن تخفوها وتؤتوها الفقراء فهو خير لكم, باللغة الشونا

﴿إن تبدوا الصدقات فنعما هي وإن تخفوها وتؤتوها الفقراء فهو خير لكم﴾ [البَقَرَة: 271]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek