×

Uye vakadzi vakaguma kubereka avo vasisina shungu dzekuroorwa, hapana chipomerwa pavari kana 24:60 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:60) ayat 60 in Shona

24:60 Surah An-Nur ayat 60 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 60 - النور - Page - Juz 18

﴿وَٱلۡقَوَٰعِدُ مِنَ ٱلنِّسَآءِ ٱلَّٰتِي لَا يَرۡجُونَ نِكَاحٗا فَلَيۡسَ عَلَيۡهِنَّ جُنَاحٌ أَن يَضَعۡنَ ثِيَابَهُنَّ غَيۡرَ مُتَبَرِّجَٰتِۭ بِزِينَةٖۖ وَأَن يَسۡتَعۡفِفۡنَ خَيۡرٞ لَّهُنَّۗ وَٱللَّهُ سَمِيعٌ عَلِيمٞ ﴾
[النور: 60]

Uye vakadzi vakaguma kubereka avo vasisina shungu dzekuroorwa, hapana chipomerwa pavari kana vakabvisa nguwo dzavo dzekunze asi vasingaise runako rwavo pachena. Asi kungozvidzivirira (nekusabvisa nguwo) zvakavanakira. Uye Allah vanonzwa zvese, uye vanoziva zvose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: والقواعد من النساء اللاتي لا يرجون نكاحا فليس عليهن جناح أن يضعن, باللغة الشونا

﴿والقواعد من النساء اللاتي لا يرجون نكاحا فليس عليهن جناح أن يضعن﴾ [النور: 60]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek