×

Uye kana vana pakati penyu vakura (vabva zera), ngavave vanokumbira mvumo (pakupinda) 24:59 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nur ⮕ (24:59) ayat 59 in Shona

24:59 Surah An-Nur ayat 59 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nur ayat 59 - النور - Page - Juz 18

﴿وَإِذَا بَلَغَ ٱلۡأَطۡفَٰلُ مِنكُمُ ٱلۡحُلُمَ فَلۡيَسۡتَـٔۡذِنُواْ كَمَا ٱسۡتَـٔۡذَنَ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡۚ كَذَٰلِكَ يُبَيِّنُ ٱللَّهُ لَكُمۡ ءَايَٰتِهِۦۗ وَٱللَّهُ عَلِيمٌ حَكِيمٞ ﴾
[النور: 59]

Uye kana vana pakati penyu vakura (vabva zera), ngavave vanokumbira mvumo (pakupinda) sekukumbira kweavo vakuru kwavari (muzera). Kudaro Allah vanokujekeserai ndima dzavo. Uye Allah vanoziva zvikuru, uye vane ungwaru hwese

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذا بلغ الأطفال منكم الحلم فليستأذنوا كما استأذن الذين من قبلهم كذلك, باللغة الشونا

﴿وإذا بلغ الأطفال منكم الحلم فليستأذنوا كما استأذن الذين من قبلهم كذلك﴾ [النور: 59]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek