×

Iye Sulaimaan (Soromoni) akanyemwerera achifadzwa nemutauro waro uye akati: “Tenzi vangu! Ndipei 27:19 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Naml ⮕ (27:19) ayat 19 in Shona

27:19 Surah An-Naml ayat 19 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Naml ayat 19 - النَّمل - Page - Juz 19

﴿فَتَبَسَّمَ ضَاحِكٗا مِّن قَوۡلِهَا وَقَالَ رَبِّ أَوۡزِعۡنِيٓ أَنۡ أَشۡكُرَ نِعۡمَتَكَ ٱلَّتِيٓ أَنۡعَمۡتَ عَلَيَّ وَعَلَىٰ وَٰلِدَيَّ وَأَنۡ أَعۡمَلَ صَٰلِحٗا تَرۡضَىٰهُ وَأَدۡخِلۡنِي بِرَحۡمَتِكَ فِي عِبَادِكَ ٱلصَّٰلِحِينَ ﴾
[النَّمل: 19]

Iye Sulaimaan (Soromoni) akanyemwerera achifadzwa nemutauro waro uye akati: “Tenzi vangu! Ndipei simba uye mukana wekuti ndive ndinotenda makomborero enyu ayo amakandipa uye nevabereki vangu, uye kuti ndiite mabasa akanaka ayo anokufadzai, uye ndiisei netsitsi dzenyu pakati pevaranda venyu vakanaka.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: فتبسم ضاحكا من قولها وقال رب أوزعني أن أشكر نعمتك التي أنعمت, باللغة الشونا

﴿فتبسم ضاحكا من قولها وقال رب أوزعني أن أشكر نعمتك التي أنعمت﴾ [النَّمل: 19]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek