×

Kana mukakuvadzwa (kana kuuraiwa), ivai nechokwadi kuti kukuvara kwakaenzana kwavabatawo vamwe (vavengi 3:140 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:140) ayat 140 in Shona

3:140 Surah al-‘Imran ayat 140 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 140 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿إِن يَمۡسَسۡكُمۡ قَرۡحٞ فَقَدۡ مَسَّ ٱلۡقَوۡمَ قَرۡحٞ مِّثۡلُهُۥۚ وَتِلۡكَ ٱلۡأَيَّامُ نُدَاوِلُهَا بَيۡنَ ٱلنَّاسِ وَلِيَعۡلَمَ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَيَتَّخِذَ مِنكُمۡ شُهَدَآءَۗ وَٱللَّهُ لَا يُحِبُّ ٱلظَّٰلِمِينَ ﴾
[آل عِمران: 140]

Kana mukakuvadzwa (kana kuuraiwa), ivai nechokwadi kuti kukuvara kwakaenzana kwavabatawo vamwe (vavengi venyu). Uye mazuva (akanaka ne asina kunaka), tinowapa kuvanhu nemajana, kuti Allah vave vanoedza avo vanotenda, uye kuti vave vanotora maShuhadaa (varwi vanofa vachisimudzira shoko raAllah) kubva pakati penyu. Uye Allah havadi avo vanoita mabasa akaipa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن يمسسكم قرح فقد مس القوم قرح مثله وتلك الأيام نداولها بين, باللغة الشونا

﴿إن يمسسكم قرح فقد مس القوم قرح مثله وتلك الأيام نداولها بين﴾ [آل عِمران: 140]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek