×

Zvirokwazvo, avo vakafuratira pakati penyu pazuva iro mapoka maviri akasangana (pahondo yeUhud), 3:155 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:155) ayat 155 in Shona

3:155 Surah al-‘Imran ayat 155 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 155 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿إِنَّ ٱلَّذِينَ تَوَلَّوۡاْ مِنكُمۡ يَوۡمَ ٱلۡتَقَى ٱلۡجَمۡعَانِ إِنَّمَا ٱسۡتَزَلَّهُمُ ٱلشَّيۡطَٰنُ بِبَعۡضِ مَا كَسَبُواْۖ وَلَقَدۡ عَفَا ٱللَّهُ عَنۡهُمۡۗ إِنَّ ٱللَّهَ غَفُورٌ حَلِيمٞ ﴾
[آل عِمران: 155]

Zvirokwazvo, avo vakafuratira pakati penyu pazuva iro mapoka maviri akasangana (pahondo yeUhud), zvirokwazvo Satani akaita kuti vatize nekuda kwezvimwe (zvitadzo) zvavakange vaita. Asi Allah, zvirokwazvo, vakavaregerera. Chokwadi, Allah vanoregerera zvikuru, vane tsitsi zvakanyanya

❮ Previous Next ❯

ترجمة: إن الذين تولوا منكم يوم التقى الجمعان إنما استزلهم الشيطان ببعض ما, باللغة الشونا

﴿إن الذين تولوا منكم يوم التقى الجمعان إنما استزلهم الشيطان ببعض ما﴾ [آل عِمران: 155]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek