×

Avo (vanotenda) vakataurirwa nevanhu (hwenyakwese) kuti: “Zvirokwazvo, avo (vasingatendi) vave vanokuunganirai kuti 3:173 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:173) ayat 173 in Shona

3:173 Surah al-‘Imran ayat 173 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 173 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿ٱلَّذِينَ قَالَ لَهُمُ ٱلنَّاسُ إِنَّ ٱلنَّاسَ قَدۡ جَمَعُواْ لَكُمۡ فَٱخۡشَوۡهُمۡ فَزَادَهُمۡ إِيمَٰنٗا وَقَالُواْ حَسۡبُنَا ٱللَّهُ وَنِعۡمَ ٱلۡوَكِيلُ ﴾
[آل عِمران: 173]

Avo (vanotenda) vakataurirwa nevanhu (hwenyakwese) kuti: “Zvirokwazvo, avo (vasingatendi) vave vanokuunganirai kuti vakurwisei, saka ivai munovatya.” Asi zvakavawedzera mukutenda, vakave vanotaura kuti: “Allah vakatikwanira, uye Allah vega ndivo mufambisi wezvinhu zvose.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الذين قال لهم الناس إن الناس قد جمعوا لكم فاخشوهم فزادهم إيمانا, باللغة الشونا

﴿الذين قال لهم الناس إن الناس قد جمعوا لكم فاخشوهم فزادهم إيمانا﴾ [آل عِمران: 173]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek