×

“Tenzi vedu! Zvirokwazvo, takave tinonzwa mushevedzeri (Muhammad (SAW)) achitidanira kuImaan (kutenda) achiti: 3:193 Shona translation

Quran infoShonaSurah al-‘Imran ⮕ (3:193) ayat 193 in Shona

3:193 Surah al-‘Imran ayat 193 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah al-‘Imran ayat 193 - آل عِمران - Page - Juz 4

﴿رَّبَّنَآ إِنَّنَا سَمِعۡنَا مُنَادِيٗا يُنَادِي لِلۡإِيمَٰنِ أَنۡ ءَامِنُواْ بِرَبِّكُمۡ فَـَٔامَنَّاۚ رَبَّنَا فَٱغۡفِرۡ لَنَا ذُنُوبَنَا وَكَفِّرۡ عَنَّا سَيِّـَٔاتِنَا وَتَوَفَّنَا مَعَ ٱلۡأَبۡرَارِ ﴾
[آل عِمران: 193]

“Tenzi vedu! Zvirokwazvo, takave tinonzwa mushevedzeri (Muhammad (SAW)) achitidanira kuImaan (kutenda) achiti: ‘Tendai muna Tenzi venyu,’ tikava tinotenda. Tenzi vedu! Tiregererei zvitadzo zvedu, uye mova munotibvisira zvakaipa zvedu kubva kwatiri, uye mova munotitora (mova munoita kuti tife) tiri pakati peavo vanhu vanoita mabasa akanaka.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ربنا إننا سمعنا مناديا ينادي للإيمان أن آمنوا بربكم فآمنا ربنا فاغفر, باللغة الشونا

﴿ربنا إننا سمعنا مناديا ينادي للإيمان أن آمنوا بربكم فآمنا ربنا فاغفر﴾ [آل عِمران: 193]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek