×

Iwe Dawood (Dhavhidha)! Zvirokwazvo, takakuita mumiririri panyika, naizvozvo tonga vanhu nechokwadi, uye 38:26 Shona translation

Quran infoShonaSurah sad ⮕ (38:26) ayat 26 in Shona

38:26 Surah sad ayat 26 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah sad ayat 26 - صٓ - Page - Juz 23

﴿يَٰدَاوُۥدُ إِنَّا جَعَلۡنَٰكَ خَلِيفَةٗ فِي ٱلۡأَرۡضِ فَٱحۡكُم بَيۡنَ ٱلنَّاسِ بِٱلۡحَقِّ وَلَا تَتَّبِعِ ٱلۡهَوَىٰ فَيُضِلَّكَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِۚ إِنَّ ٱلَّذِينَ يَضِلُّونَ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ لَهُمۡ عَذَابٞ شَدِيدُۢ بِمَا نَسُواْ يَوۡمَ ٱلۡحِسَابِ ﴾
[صٓ: 26]

Iwe Dawood (Dhavhidha)! Zvirokwazvo, takakuita mumiririri panyika, naizvozvo tonga vanhu nechokwadi, uye usave unotevedzera chido chako nekuti chichakurasisa kubva munzira yaAllah. Zvirokwazvo, avo vanorasika kubva munzira yaAllah, vachave nemutongo wakaomarara nekuti vakakanganwa zuva rekutongwa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ياداود إنا جعلناك خليفة في الأرض فاحكم بين الناس بالحق ولا تتبع, باللغة الشونا

﴿ياداود إنا جعلناك خليفة في الأرض فاحكم بين الناس بالحق ولا تتبع﴾ [صٓ: 26]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek