×

Avo vanoteerera shoko (rokuti hakuna mumwe mwari ane kodzero yekunamatwa kunze kwaAllah), 39:18 Shona translation

Quran infoShonaSurah Az-Zumar ⮕ (39:18) ayat 18 in Shona

39:18 Surah Az-Zumar ayat 18 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Az-Zumar ayat 18 - الزُّمَر - Page - Juz 23

﴿ٱلَّذِينَ يَسۡتَمِعُونَ ٱلۡقَوۡلَ فَيَتَّبِعُونَ أَحۡسَنَهُۥٓۚ أُوْلَٰٓئِكَ ٱلَّذِينَ هَدَىٰهُمُ ٱللَّهُۖ وَأُوْلَٰٓئِكَ هُمۡ أُوْلُواْ ٱلۡأَلۡبَٰبِ ﴾
[الزُّمَر: 18]

Avo vanoteerera shoko (rokuti hakuna mumwe mwari ane kodzero yekunamatwa kunze kwaAllah), uye votevera zvakanaka zvacho (vonamata Allah chete, vokumbira ruregerero kwavari uye wosiya vanamwari venhema), ava ndivo vakatungamirirwa naAllah uye ndivo vanhu vanonzwisisa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الذين يستمعون القول فيتبعون أحسنه أولئك الذين هداهم الله وأولئك هم أولو, باللغة الشونا

﴿الذين يستمعون القول فيتبعون أحسنه أولئك الذين هداهم الله وأولئك هم أولو﴾ [الزُّمَر: 18]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek