×

Vanoviga (zvakashata zvavanoita nezvinangwa zvavo) kune kuvanhu, asi havakwanise kuvigira Allah; nekuti 4:108 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:108) ayat 108 in Shona

4:108 Surah An-Nisa’ ayat 108 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 108 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿يَسۡتَخۡفُونَ مِنَ ٱلنَّاسِ وَلَا يَسۡتَخۡفُونَ مِنَ ٱللَّهِ وَهُوَ مَعَهُمۡ إِذۡ يُبَيِّتُونَ مَا لَا يَرۡضَىٰ مِنَ ٱلۡقَوۡلِۚ وَكَانَ ٱللَّهُ بِمَا يَعۡمَلُونَ مُحِيطًا ﴾
[النِّسَاء: 108]

Vanoviga (zvakashata zvavanoita nezvinangwa zvavo) kune kuvanhu, asi havakwanise kuvigira Allah; nekuti Allah vanavo (neruzivo rwavo) pavanopedza husiku hwese mune izvo zvavasingatambiri (Allah) kune zvavanotaura. Uye Allah vanokomberedza (vanoziva) zvose zvavanoita

❮ Previous Next ❯

ترجمة: يستخفون من الناس ولا يستخفون من الله وهو معهم إذ يبيتون ما, باللغة الشونا

﴿يستخفون من الناس ولا يستخفون من الله وهو معهم إذ يبيتون ما﴾ [النِّسَاء: 108]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek