×

Hapana zvakanaka mune izvo zvakawanda zvavanotaura muchihwande kusara kweuyo anokurudzira Swadaqah (Zvipo 4:114 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:114) ayat 114 in Shona

4:114 Surah An-Nisa’ ayat 114 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 114 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿۞ لَّا خَيۡرَ فِي كَثِيرٖ مِّن نَّجۡوَىٰهُمۡ إِلَّا مَنۡ أَمَرَ بِصَدَقَةٍ أَوۡ مَعۡرُوفٍ أَوۡ إِصۡلَٰحِۭ بَيۡنَ ٱلنَّاسِۚ وَمَن يَفۡعَلۡ ذَٰلِكَ ٱبۡتِغَآءَ مَرۡضَاتِ ٱللَّهِ فَسَوۡفَ نُؤۡتِيهِ أَجۡرًا عَظِيمٗا ﴾
[النِّسَاء: 114]

Hapana zvakanaka mune izvo zvakawanda zvavanotaura muchihwande kusara kweuyo anokurudzira Swadaqah (Zvipo munzira yaAllah), kana zvakanaka (mabasa ese akanaka akakomekedzwa naAllah), kana kuyanana pakati pevanhu; uye uyo anoita izvi achitsvaga mufaro hwaAllah, tichave tinomupa mubairo mukuru

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لا خير في كثير من نجواهم إلا من أمر بصدقة أو معروف, باللغة الشونا

﴿لا خير في كثير من نجواهم إلا من أمر بصدقة أو معروف﴾ [النِّسَاء: 114]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek