×

Kana muchitya kuti hamukwanise kuita ruenzaniso pakati penherera-sikana, roorai vakadzi vamunoda, vaviri, 4:3 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:3) ayat 3 in Shona

4:3 Surah An-Nisa’ ayat 3 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 3 - النِّسَاء - Page - Juz 4

﴿وَإِنۡ خِفۡتُمۡ أَلَّا تُقۡسِطُواْ فِي ٱلۡيَتَٰمَىٰ فَٱنكِحُواْ مَا طَابَ لَكُم مِّنَ ٱلنِّسَآءِ مَثۡنَىٰ وَثُلَٰثَ وَرُبَٰعَۖ فَإِنۡ خِفۡتُمۡ أَلَّا تَعۡدِلُواْ فَوَٰحِدَةً أَوۡ مَا مَلَكَتۡ أَيۡمَٰنُكُمۡۚ ذَٰلِكَ أَدۡنَىٰٓ أَلَّا تَعُولُواْ ﴾
[النِّسَاء: 3]

Kana muchitya kuti hamukwanise kuita ruenzaniso pakati penherera-sikana, roorai vakadzi vamunoda, vaviri, kana vatatu, kana vana; asi kana muchitya kuti hamukwanise ruenzaniso pakati pavo, roorai mumwechete kana (varandakadzi) avo vamunochengetedza. Izvi zvinokwanisa kukuchengetedzai kubva muudzvanyiriri

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإن خفتم ألا تقسطوا في اليتامى فانكحوا ما طاب لكم من النساء, باللغة الشونا

﴿وإن خفتم ألا تقسطوا في اليتامى فانكحوا ما طاب لكم من النساء﴾ [النِّسَاء: 3]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek