×

Vanotaura (kuti): “Tinoteerera,” asi kana vachinge vakusiya (maparadzana) (Muhammad (SAW)), chikwata chevamwe 4:81 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nisa’ ⮕ (4:81) ayat 81 in Shona

4:81 Surah An-Nisa’ ayat 81 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nisa’ ayat 81 - النِّسَاء - Page - Juz 5

﴿وَيَقُولُونَ طَاعَةٞ فَإِذَا بَرَزُواْ مِنۡ عِندِكَ بَيَّتَ طَآئِفَةٞ مِّنۡهُمۡ غَيۡرَ ٱلَّذِي تَقُولُۖ وَٱللَّهُ يَكۡتُبُ مَا يُبَيِّتُونَۖ فَأَعۡرِضۡ عَنۡهُمۡ وَتَوَكَّلۡ عَلَى ٱللَّهِۚ وَكَفَىٰ بِٱللَّهِ وَكِيلًا ﴾
[النِّسَاء: 81]

Vanotaura (kuti): “Tinoteerera,” asi kana vachinge vakusiya (maparadzana) (Muhammad (SAW)), chikwata chevamwe pakati pavo vanopedza husiku hwese (vachifunga) vachironga izvo zvausina kutaura. Asi Allah vanonyora hurongwa hwavo hweusiku. Saka (usavapa marwadzo) siyana navo (Muhammad (SAW)), uye woisa vimbo muna Allah. Uye Allah ndivo vakakwana zvikuru pakufambisa nyaya dzese

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ويقولون طاعة فإذا برزوا من عندك بيت طائفة منهم غير الذي تقول, باللغة الشونا

﴿ويقولون طاعة فإذا برزوا من عندك بيت طائفة منهم غير الذي تقول﴾ [النِّسَاء: 81]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek