×

Izvi zvaiva, nokuti kwakauya kwavari vatumwa vavo nezviratidzo zviri pachena asi havana 40:22 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ghafir ⮕ (40:22) ayat 22 in Shona

40:22 Surah Ghafir ayat 22 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ghafir ayat 22 - غَافِر - Page - Juz 24

﴿ذَٰلِكَ بِأَنَّهُمۡ كَانَت تَّأۡتِيهِمۡ رُسُلُهُم بِٱلۡبَيِّنَٰتِ فَكَفَرُواْ فَأَخَذَهُمُ ٱللَّهُۚ إِنَّهُۥ قَوِيّٞ شَدِيدُ ٱلۡعِقَابِ ﴾
[غَافِر: 22]

Izvi zvaiva, nokuti kwakauya kwavari vatumwa vavo nezviratidzo zviri pachena asi havana kutenda. Naizvozvo Allah vakavaparadza (nemutongo). Zvirokwazvo, ndivo vane simba rose, vane mutongo wakaomarara

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ذلك بأنهم كانت تأتيهم رسلهم بالبينات فكفروا فأخذهم الله إنه قوي شديد, باللغة الشونا

﴿ذلك بأنهم كانت تأتيهم رسلهم بالبينات فكفروا فأخذهم الله إنه قوي شديد﴾ [غَافِر: 22]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek