×

Idzo (ngirozi) dzinotakura Chigaro (chaAllah) neidzo dzakachikomberedza dzinorumbidza rukudzo rwaTenzi wadzo, uye 40:7 Shona translation

Quran infoShonaSurah Ghafir ⮕ (40:7) ayat 7 in Shona

40:7 Surah Ghafir ayat 7 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Ghafir ayat 7 - غَافِر - Page - Juz 24

﴿ٱلَّذِينَ يَحۡمِلُونَ ٱلۡعَرۡشَ وَمَنۡ حَوۡلَهُۥ يُسَبِّحُونَ بِحَمۡدِ رَبِّهِمۡ وَيُؤۡمِنُونَ بِهِۦ وَيَسۡتَغۡفِرُونَ لِلَّذِينَ ءَامَنُواْۖ رَبَّنَا وَسِعۡتَ كُلَّ شَيۡءٖ رَّحۡمَةٗ وَعِلۡمٗا فَٱغۡفِرۡ لِلَّذِينَ تَابُواْ وَٱتَّبَعُواْ سَبِيلَكَ وَقِهِمۡ عَذَابَ ٱلۡجَحِيمِ ﴾
[غَافِر: 7]

Idzo (ngirozi) dzinotakura Chigaro (chaAllah) neidzo dzakachikomberedza dzinorumbidza rukudzo rwaTenzi wadzo, uye dzichitenda mavari, uye dzinokumbirira ruregerero avo vanotenda (muumwechete waAllah) dzichiti: “Tenzi wedu! Munokomberedza zvinhu zvose mutsitsi neruzivo, naizvozvo regererai avo vanokumbira ruregerero uye vachitevera nzira yenyu, uye vanunurei kubva kumutongo wemoto!”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: الذين يحملون العرش ومن حوله يسبحون بحمد ربهم ويؤمنون به ويستغفرون للذين, باللغة الشونا

﴿الذين يحملون العرش ومن حوله يسبحون بحمد ربهم ويؤمنون به ويستغفرون للذين﴾ [غَافِر: 7]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek