×

Imi vanotenda! Musave munobvunza maererano nezvinhu zvokuti zvikave zvinojekeswa kwamuri, zvinova zvinokukanganisai. 5:101 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ma’idah ⮕ (5:101) ayat 101 in Shona

5:101 Surah Al-Ma’idah ayat 101 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ma’idah ayat 101 - المَائدة - Page - Juz 7

﴿يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ لَا تَسۡـَٔلُواْ عَنۡ أَشۡيَآءَ إِن تُبۡدَ لَكُمۡ تَسُؤۡكُمۡ وَإِن تَسۡـَٔلُواْ عَنۡهَا حِينَ يُنَزَّلُ ٱلۡقُرۡءَانُ تُبۡدَ لَكُمۡ عَفَا ٱللَّهُ عَنۡهَاۗ وَٱللَّهُ غَفُورٌ حَلِيمٞ ﴾
[المَائدة: 101]

Imi vanotenda! Musave munobvunza maererano nezvinhu zvokuti zvikave zvinojekeswa kwamuri, zvinova zvinokukanganisai. Asi mukabvunza nezvazvo Qur’aan richidzikiswa, zvichave zvinojekeswa kwamuri. Allah vakazviregerera, uye Allah vanokasika kuregerera, vane ngoni zhinji

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ياأيها الذين آمنوا لا تسألوا عن أشياء إن تبد لكم تسؤكم وإن, باللغة الشونا

﴿ياأيها الذين آمنوا لا تسألوا عن أشياء إن تبد لكم تسؤكم وإن﴾ [المَائدة: 101]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek