×

(Vanofarira) kuteerera zvikuru manyepo, kudya zvakarambidzwa. Kana vauya kwauri (Muhammad (SAW)) unokwanisa 5:42 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ma’idah ⮕ (5:42) ayat 42 in Shona

5:42 Surah Al-Ma’idah ayat 42 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ma’idah ayat 42 - المَائدة - Page - Juz 6

﴿سَمَّٰعُونَ لِلۡكَذِبِ أَكَّٰلُونَ لِلسُّحۡتِۚ فَإِن جَآءُوكَ فَٱحۡكُم بَيۡنَهُمۡ أَوۡ أَعۡرِضۡ عَنۡهُمۡۖ وَإِن تُعۡرِضۡ عَنۡهُمۡ فَلَن يَضُرُّوكَ شَيۡـٔٗاۖ وَإِنۡ حَكَمۡتَ فَٱحۡكُم بَيۡنَهُم بِٱلۡقِسۡطِۚ إِنَّ ٱللَّهَ يُحِبُّ ٱلۡمُقۡسِطِينَ ﴾
[المَائدة: 42]

(Vanofarira) kuteerera zvikuru manyepo, kudya zvakarambidzwa. Kana vauya kwauri (Muhammad (SAW)) unokwanisa kuvatonga pakati avo, kana kuvafuratira. Kana ukavafuratira hapana chero chinhu chavanokwanisa kukuita. Uye kana wotonga, tonga zvakafanira pakati pavo. Zvirokwazvo, Allah vanoda avo vanoita zvakanaka

❮ Previous Next ❯

ترجمة: سماعون للكذب أكالون للسحت فإن جاءوك فاحكم بينهم أو أعرض عنهم وإن, باللغة الشونا

﴿سماعون للكذب أكالون للسحت فإن جاءوك فاحكم بينهم أو أعرض عنهم وإن﴾ [المَائدة: 42]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek