×

Zvirokwazvo, muchawana vanhu vanovenga vanotenda (maMuslim) zvakasimba vari maJudha neavo vanosanganisa zvimwe 5:82 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Ma’idah ⮕ (5:82) ayat 82 in Shona

5:82 Surah Al-Ma’idah ayat 82 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Ma’idah ayat 82 - المَائدة - Page - Juz 7

﴿۞ لَتَجِدَنَّ أَشَدَّ ٱلنَّاسِ عَدَٰوَةٗ لِّلَّذِينَ ءَامَنُواْ ٱلۡيَهُودَ وَٱلَّذِينَ أَشۡرَكُواْۖ وَلَتَجِدَنَّ أَقۡرَبَهُم مَّوَدَّةٗ لِّلَّذِينَ ءَامَنُواْ ٱلَّذِينَ قَالُوٓاْ إِنَّا نَصَٰرَىٰۚ ذَٰلِكَ بِأَنَّ مِنۡهُمۡ قِسِّيسِينَ وَرُهۡبَانٗا وَأَنَّهُمۡ لَا يَسۡتَكۡبِرُونَ ﴾
[المَائدة: 82]

Zvirokwazvo, muchawana vanhu vanovenga vanotenda (maMuslim) zvakasimba vari maJudha neavo vanosanganisa zvimwe zvinamatwa naAllah; uye zvirokwazvo muchawana vanhu vari pedyo muushamwari nevanotenda (maMuslim) vari avo vanoti: “Tiri maKristu.” Nekuda kwekuti pakati pavo pane vafundisi nevadzidzi, uye havazvitutumadzi

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لتجدن أشد الناس عداوة للذين آمنوا اليهود والذين أشركوا ولتجدن أقربهم مودة, باللغة الشونا

﴿لتجدن أشد الناس عداوة للذين آمنوا اليهود والذين أشركوا ولتجدن أقربهم مودة﴾ [المَائدة: 82]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek