×

(Pane mugove zvakare) kune vatami vanotambura, avo vakaburitswa mudzimba dzavo nehupfumi hwavo, 59:8 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-hashr ⮕ (59:8) ayat 8 in Shona

59:8 Surah Al-hashr ayat 8 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-hashr ayat 8 - الحَشر - Page - Juz 28

﴿لِلۡفُقَرَآءِ ٱلۡمُهَٰجِرِينَ ٱلَّذِينَ أُخۡرِجُواْ مِن دِيَٰرِهِمۡ وَأَمۡوَٰلِهِمۡ يَبۡتَغُونَ فَضۡلٗا مِّنَ ٱللَّهِ وَرِضۡوَٰنٗا وَيَنصُرُونَ ٱللَّهَ وَرَسُولَهُۥٓۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلصَّٰدِقُونَ ﴾
[الحَشر: 8]

(Pane mugove zvakare) kune vatami vanotambura, avo vakaburitswa mudzimba dzavo nehupfumi hwavo, vachitsvaga makomborero kubva kuna Allah uye mufaro wavo, uye kubetsera Allah (chitendero chavo) nemutumwa wavo (Muhammad (SAW)). Vanhu vakadaro ndivo vari pachokwadi (mune zvavanotaura)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: للفقراء المهاجرين الذين أخرجوا من ديارهم وأموالهم يبتغون فضلا من الله ورضوانا, باللغة الشونا

﴿للفقراء المهاجرين الذين أخرجوا من ديارهم وأموالهم يبتغون فضلا من الله ورضوانا﴾ [الحَشر: 8]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek