×

Uye Tenzi vako mupfumi (vane zvose), vane nyasha zhinji. Kana vachida vanokwanisa 6:133 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:133) ayat 133 in Shona

6:133 Surah Al-An‘am ayat 133 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 133 - الأنعَام - Page - Juz 8

﴿وَرَبُّكَ ٱلۡغَنِيُّ ذُو ٱلرَّحۡمَةِۚ إِن يَشَأۡ يُذۡهِبۡكُمۡ وَيَسۡتَخۡلِفۡ مِنۢ بَعۡدِكُم مَّا يَشَآءُ كَمَآ أَنشَأَكُم مِّن ذُرِّيَّةِ قَوۡمٍ ءَاخَرِينَ ﴾
[الأنعَام: 133]

Uye Tenzi vako mupfumi (vane zvose), vane nyasha zhinji. Kana vachida vanokwanisa kukuparadzai, uye voisa wavanoda pachinzvimbo chenyu sevatevedzeri venyu, sekukusikai kwavakaita kubva mumbeu yevamwe vanhu

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وربك الغني ذو الرحمة إن يشأ يذهبكم ويستخلف من بعدكم ما يشاء, باللغة الشونا

﴿وربك الغني ذو الرحمة إن يشأ يذهبكم ويستخلف من بعدكم ما يشاء﴾ [الأنعَام: 133]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek