×

Iti (Muhammad (SAW)): “Handikutaurirei kuti ini ndine hupfumi hwaAllah, kana kuti ndinoziva 6:50 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:50) ayat 50 in Shona

6:50 Surah Al-An‘am ayat 50 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 50 - الأنعَام - Page - Juz 7

﴿قُل لَّآ أَقُولُ لَكُمۡ عِندِي خَزَآئِنُ ٱللَّهِ وَلَآ أَعۡلَمُ ٱلۡغَيۡبَ وَلَآ أَقُولُ لَكُمۡ إِنِّي مَلَكٌۖ إِنۡ أَتَّبِعُ إِلَّا مَا يُوحَىٰٓ إِلَيَّۚ قُلۡ هَلۡ يَسۡتَوِي ٱلۡأَعۡمَىٰ وَٱلۡبَصِيرُۚ أَفَلَا تَتَفَكَّرُونَ ﴾
[الأنعَام: 50]

Iti (Muhammad (SAW)): “Handikutaurirei kuti ini ndine hupfumi hwaAllah, kana kuti ndinoziva zvakavanzika, kana kukuudzai kuti ndiri ngirozi. Asi ndinotevedzera izvo zvakave zvinodzikiswa kwandiri.” Iti: “Vakafanana here uyo anoona neuyo asingaooni? Ko hamufungi here?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل لا أقول لكم عندي خزائن الله ولا أعلم الغيب ولا أقول, باللغة الشونا

﴿قل لا أقول لكم عندي خزائن الله ولا أعلم الغيب ولا أقول﴾ [الأنعَام: 50]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek