×

Uye yambira naro (Qur’aan) avo vanotya kuti vachave vanounganidzwa pamberi paTenzi vavo, 6:51 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:51) ayat 51 in Shona

6:51 Surah Al-An‘am ayat 51 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 51 - الأنعَام - Page - Juz 7

﴿وَأَنذِرۡ بِهِ ٱلَّذِينَ يَخَافُونَ أَن يُحۡشَرُوٓاْ إِلَىٰ رَبِّهِمۡ لَيۡسَ لَهُم مِّن دُونِهِۦ وَلِيّٞ وَلَا شَفِيعٞ لَّعَلَّهُمۡ يَتَّقُونَ ﴾
[الأنعَام: 51]

Uye yambira naro (Qur’aan) avo vanotya kuti vachave vanounganidzwa pamberi paTenzi vavo, apo pachange pasina mubatsiri kana mumiriri wavo kusara kwavo, kuti pamwe vangave vanotya Allah uye vozadzisa zvirevo zvavo (kusiya zvitadzo uye kuita mabasa akanaka)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وأنذر به الذين يخافون أن يحشروا إلى ربهم ليس لهم من دونه, باللغة الشونا

﴿وأنذر به الذين يخافون أن يحشروا إلى ربهم ليس لهم من دونه﴾ [الأنعَام: 51]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek