×

Ndeavo vatakapa Bhuku, njere (kuti vanzwisise mitemo yechitendero), uye huporofita. Asi kana 6:89 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-An‘am ⮕ (6:89) ayat 89 in Shona

6:89 Surah Al-An‘am ayat 89 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-An‘am ayat 89 - الأنعَام - Page - Juz 7

﴿أُوْلَٰٓئِكَ ٱلَّذِينَ ءَاتَيۡنَٰهُمُ ٱلۡكِتَٰبَ وَٱلۡحُكۡمَ وَٱلنُّبُوَّةَۚ فَإِن يَكۡفُرۡ بِهَا هَٰٓؤُلَآءِ فَقَدۡ وَكَّلۡنَا بِهَا قَوۡمٗا لَّيۡسُواْ بِهَا بِكَٰفِرِينَ ﴾
[الأنعَام: 89]

Ndeavo vatakapa Bhuku, njere (kuti vanzwisise mitemo yechitendero), uye huporofita. Asi kana ava (vasingatendi) vorega kutenda mazviri (Bhuku, Njere, neHuporofita), saka, zvirokwazvo takave tinozvipa kune vanhu (sevabatsiri vamuporofita Muhammad (SAW)) avo vasiri vanhu vasingatendi mazviri

❮ Previous Next ❯

ترجمة: أولئك الذين آتيناهم الكتاب والحكم والنبوة فإن يكفر بها هؤلاء فقد وكلنا, باللغة الشونا

﴿أولئك الذين آتيناهم الكتاب والحكم والنبوة فإن يكفر بها هؤلاء فقد وكلنا﴾ [الأنعَام: 89]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek