×

Iti Muhammad (SAW) kuvanamati vezvidhori): “Teverai zvakadzikiswa kwamuri kubva kuna Tenzi venyu 7:3 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:3) ayat 3 in Shona

7:3 Surah Al-A‘raf ayat 3 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 3 - الأعرَاف - Page - Juz 8

﴿ٱتَّبِعُواْ مَآ أُنزِلَ إِلَيۡكُم مِّن رَّبِّكُمۡ وَلَا تَتَّبِعُواْ مِن دُونِهِۦٓ أَوۡلِيَآءَۗ قَلِيلٗا مَّا تَذَكَّرُونَ ﴾
[الأعرَاف: 3]

Iti Muhammad (SAW) kuvanamati vezvidhori): “Teverai zvakadzikiswa kwamuri kubva kuna Tenzi venyu (Qur’aan ne Sunnah), uye musave munotevera maAwliya (avo vanokukurudzirai kuti muve munosanganisa Allah nezvimwe zvinhu pakunamata) kusara kwavo (Allah). Zvishoma ndizvo zvamunorangarira!”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: اتبعوا ما أنـزل إليكم من ربكم ولا تتبعوا من دونه أولياء قليلا, باللغة الشونا

﴿اتبعوا ما أنـزل إليكم من ربكم ولا تتبعوا من دونه أولياء قليلا﴾ [الأعرَاف: 3]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek