×

Iti (Muhammad (SAW)): “Ndiani akarambidza kuzvishongedza nembatya dzakapihwa naAllah, dzavakagadzirira varanda vavo, 7:32 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:32) ayat 32 in Shona

7:32 Surah Al-A‘raf ayat 32 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 32 - الأعرَاف - Page - Juz 8

﴿قُلۡ مَنۡ حَرَّمَ زِينَةَ ٱللَّهِ ٱلَّتِيٓ أَخۡرَجَ لِعِبَادِهِۦ وَٱلطَّيِّبَٰتِ مِنَ ٱلرِّزۡقِۚ قُلۡ هِيَ لِلَّذِينَ ءَامَنُواْ فِي ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَا خَالِصَةٗ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۗ كَذَٰلِكَ نُفَصِّلُ ٱلۡأٓيَٰتِ لِقَوۡمٖ يَعۡلَمُونَ ﴾
[الأعرَاف: 32]

Iti (Muhammad (SAW)): “Ndiani akarambidza kuzvishongedza nembatya dzakapihwa naAllah, dzavakagadzirira varanda vavo, uye zvakachena kubva kuchikafu?” Iti: “Ndezve avo vanotenda muupenyu hwepano pasi, uye zvichange zviri zvavo chete (vanotenda) pazuva rokumutswa.” Saizvozvo tinotsanangura maAyaat (mitemo yeIslaam) zvizere kune avo vane ruzivo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: قل من حرم زينة الله التي أخرج لعباده والطيبات من الرزق قل, باللغة الشونا

﴿قل من حرم زينة الله التي أخرج لعباده والطيبات من الرزق قل﴾ [الأعرَاف: 32]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek