×

Uye dai vanhu vemumadhorobha vakatenda uye nekutya (Allah), zvirokwazvo, dai takavazarurira makomborero 7:96 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-A‘raf ⮕ (7:96) ayat 96 in Shona

7:96 Surah Al-A‘raf ayat 96 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-A‘raf ayat 96 - الأعرَاف - Page - Juz 9

﴿وَلَوۡ أَنَّ أَهۡلَ ٱلۡقُرَىٰٓ ءَامَنُواْ وَٱتَّقَوۡاْ لَفَتَحۡنَا عَلَيۡهِم بَرَكَٰتٖ مِّنَ ٱلسَّمَآءِ وَٱلۡأَرۡضِ وَلَٰكِن كَذَّبُواْ فَأَخَذۡنَٰهُم بِمَا كَانُواْ يَكۡسِبُونَ ﴾
[الأعرَاف: 96]

Uye dai vanhu vemumadhorobha vakatenda uye nekutya (Allah), zvirokwazvo, dai takavazarurira makomborero kubva kudenga uye nepanyika, asi vakaramba (vatumwa). Nokudaro takavaranga pamusana peizvo zvavaiwana (kusatenda nezvitadzo)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولو أن أهل القرى آمنوا واتقوا لفتحنا عليهم بركات من السماء والأرض, باللغة الشونا

﴿ولو أن أهل القرى آمنوا واتقوا لفتحنا عليهم بركات من السماء والأرض﴾ [الأعرَاف: 96]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek