×

Imi vanotenda! Pindurai Allah (kuburikidza nekuvateerera) uye nemutumwa (SAW) kana akakudaidzai kune 8:24 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Anfal ⮕ (8:24) ayat 24 in Shona

8:24 Surah Al-Anfal ayat 24 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Anfal ayat 24 - الأنفَال - Page - Juz 9

﴿يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ ٱسۡتَجِيبُواْ لِلَّهِ وَلِلرَّسُولِ إِذَا دَعَاكُمۡ لِمَا يُحۡيِيكُمۡۖ وَٱعۡلَمُوٓاْ أَنَّ ٱللَّهَ يَحُولُ بَيۡنَ ٱلۡمَرۡءِ وَقَلۡبِهِۦ وَأَنَّهُۥٓ إِلَيۡهِ تُحۡشَرُونَ ﴾
[الأنفَال: 24]

Imi vanotenda! Pindurai Allah (kuburikidza nekuvateerera) uye nemutumwa (SAW) kana akakudaidzai kune izvo zvinokupai hupenyu, uye moziva kuti Allah vanouya pakati pemunhu nemoyo wake (vanodzivisa munhu akaipa mukuita zvaanoda). Uye zvirokwazvo, kwavari ndiko kwamuchaunganidzwa mose

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ياأيها الذين آمنوا استجيبوا لله وللرسول إذا دعاكم لما يحييكم واعلموا أن, باللغة الشونا

﴿ياأيها الذين آمنوا استجيبوا لله وللرسول إذا دعاكم لما يحييكم واعلموا أن﴾ [الأنفَال: 24]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek