×

Zvirokwazvo, mutumwa (Muhammad (SAW)) auya kwamuri kubva pakati penyu (wamunoziva zvakanaka). Zvinomurwadza 9:128 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:128) ayat 128 in Shona

9:128 Surah At-Taubah ayat 128 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 128 - التوبَة - Page - Juz 11

﴿لَقَدۡ جَآءَكُمۡ رَسُولٞ مِّنۡ أَنفُسِكُمۡ عَزِيزٌ عَلَيۡهِ مَا عَنِتُّمۡ حَرِيصٌ عَلَيۡكُم بِٱلۡمُؤۡمِنِينَ رَءُوفٞ رَّحِيمٞ ﴾
[التوبَة: 128]

Zvirokwazvo, mutumwa (Muhammad (SAW)) auya kwamuri kubva pakati penyu (wamunoziva zvakanaka). Zvinomurwadza kuwana kwenyu marwadzo kana matambudziko. Iye (Muhammad (SAW)) ane shungu nemi (kuti mutungamirirwe kugwara rakanaka kuti munopinda Paradhiso); kuvatendi ane (SAW) tsitsi, ngoni, uye moyo munyoro

❮ Previous Next ❯

ترجمة: لقد جاءكم رسول من أنفسكم عزيز عليه ما عنتم حريص عليكم بالمؤمنين, باللغة الشونا

﴿لقد جاءكم رسول من أنفسكم عزيز عليه ما عنتم حريص عليكم بالمؤمنين﴾ [التوبَة: 128]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek