×

Vanyengedzi vanotya kuti pamwe chitsauko (cheQur’aan) chingadzikiswa maererano nezvavo, chichivaratidza zviri mumoyo 9:64 Shona translation

Quran infoShonaSurah At-Taubah ⮕ (9:64) ayat 64 in Shona

9:64 Surah At-Taubah ayat 64 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah At-Taubah ayat 64 - التوبَة - Page - Juz 10

﴿يَحۡذَرُ ٱلۡمُنَٰفِقُونَ أَن تُنَزَّلَ عَلَيۡهِمۡ سُورَةٞ تُنَبِّئُهُم بِمَا فِي قُلُوبِهِمۡۚ قُلِ ٱسۡتَهۡزِءُوٓاْ إِنَّ ٱللَّهَ مُخۡرِجٞ مَّا تَحۡذَرُونَ ﴾
[التوبَة: 64]

Vanyengedzi vanotya kuti pamwe chitsauko (cheQur’aan) chingadzikiswa maererano nezvavo, chichivaratidza zviri mumoyo yavo. Iti: “Endai mberi nekutsvinyira! Asi chokwadi Allah vachaburitsa pachena zvose zvamunotya.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: يحذر المنافقون أن تنـزل عليهم سورة تنبئهم بما في قلوبهم قل استهزئوا, باللغة الشونا

﴿يحذر المنافقون أن تنـزل عليهم سورة تنبئهم بما في قلوبهم قل استهزئوا﴾ [التوبَة: 64]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek