﴿دَعۡوَىٰهُمۡ فِيهَا سُبۡحَٰنَكَ ٱللَّهُمَّ وَتَحِيَّتُهُمۡ فِيهَا سَلَٰمٞۚ وَءَاخِرُ دَعۡوَىٰهُمۡ أَنِ ٱلۡحَمۡدُ لِلَّهِ رَبِّ ٱلۡعَٰلَمِينَ ﴾
[يُونس: 10]
Nzira yavo yokukumbira imomo, ichava Sub-haanaka Allaahumma (Kurumbidzwa kwamuri, Imi Allah!) uye Salaam (Runyararo, chengetedzo kubva kune zvakaipa) kuchava kumhorosana kwavo imomo (muParadhiso)! Uye mhedzisiro yekukumbira kwavo kuchava Al-hamdu lillaahi Rabbil- Aalameen (Rumbidzo nekutendwa ngazvive kuna Allah, Tenzi weAl-Aalameen (vanhu, maJinn nezvose zviripo)
ترجمة: دعواهم فيها سبحانك اللهم وتحيتهم فيها سلام وآخر دعواهم أن الحمد لله, باللغة الشونا
﴿دعواهم فيها سبحانك اللهم وتحيتهم فيها سلام وآخر دعواهم أن الحمد لله﴾ [يُونس: 10]