×

Uye iri Qur’aan harisi rokuti ringagadzirwa nani kunze kwaAllah (Tenzi vematenga nepasi), 10:37 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yunus ⮕ (10:37) ayat 37 in Shona

10:37 Surah Yunus ayat 37 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yunus ayat 37 - يُونس - Page - Juz 11

﴿وَمَا كَانَ هَٰذَا ٱلۡقُرۡءَانُ أَن يُفۡتَرَىٰ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَلَٰكِن تَصۡدِيقَ ٱلَّذِي بَيۡنَ يَدَيۡهِ وَتَفۡصِيلَ ٱلۡكِتَٰبِ لَا رَيۡبَ فِيهِ مِن رَّبِّ ٱلۡعَٰلَمِينَ ﴾
[يُونس: 37]

Uye iri Qur’aan harisi rokuti ringagadzirwa nani kunze kwaAllah (Tenzi vematenga nepasi), asi rinozadzisa izvo zvakauya mushure maro (Torah, neInjeel (Vhangeri)), uye tsanangudzo yakazara yeBhuku (mitemo yakatarirwa vanhu), iro mariri hamuna kusagutsikana, kubva kuna Tenzi veAalameen (vanhu, maJinn nezvese zviripo)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وما كان هذا القرآن أن يفترى من دون الله ولكن تصديق الذي, باللغة الشونا

﴿وما كان هذا القرآن أن يفترى من دون الله ولكن تصديق الذي﴾ [يُونس: 37]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek