×

Ndivo vakasika zuva sechinhu chinobwinya uye nemwedzi semwenje uye vakava vanoupimira madanho 10:5 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yunus ⮕ (10:5) ayat 5 in Shona

10:5 Surah Yunus ayat 5 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yunus ayat 5 - يُونس - Page - Juz 11

﴿هُوَ ٱلَّذِي جَعَلَ ٱلشَّمۡسَ ضِيَآءٗ وَٱلۡقَمَرَ نُورٗا وَقَدَّرَهُۥ مَنَازِلَ لِتَعۡلَمُواْ عَدَدَ ٱلسِّنِينَ وَٱلۡحِسَابَۚ مَا خَلَقَ ٱللَّهُ ذَٰلِكَ إِلَّا بِٱلۡحَقِّۚ يُفَصِّلُ ٱلۡأٓيَٰتِ لِقَوۡمٖ يَعۡلَمُونَ ﴾
[يُونس: 5]

Ndivo vakasika zuva sechinhu chinobwinya uye nemwedzi semwenje uye vakava vanoupimira madanho kuti muve munoziva kuverenga makore uye mipimo. Allah havana kusika izvi asi pachokwadi. Vanotsanangura humboo zvizere kuvanhu vane ruzivo

❮ Previous Next ❯

ترجمة: هو الذي جعل الشمس ضياء والقمر نورا وقدره منازل لتعلموا عدد السنين, باللغة الشونا

﴿هو الذي جعل الشمس ضياء والقمر نورا وقدره منازل لتعلموا عدد السنين﴾ [يُونس: 5]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek