×

Uye mambo akati: “Muunzei kwandiri!” Asi paakauya mutumwa kwaari, (Josefa) akati: “Dzokera 12:50 Shona translation

Quran infoShonaSurah Yusuf ⮕ (12:50) ayat 50 in Shona

12:50 Surah Yusuf ayat 50 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Yusuf ayat 50 - يُوسُف - Page - Juz 12

﴿وَقَالَ ٱلۡمَلِكُ ٱئۡتُونِي بِهِۦۖ فَلَمَّا جَآءَهُ ٱلرَّسُولُ قَالَ ٱرۡجِعۡ إِلَىٰ رَبِّكَ فَسۡـَٔلۡهُ مَا بَالُ ٱلنِّسۡوَةِ ٱلَّٰتِي قَطَّعۡنَ أَيۡدِيَهُنَّۚ إِنَّ رَبِّي بِكَيۡدِهِنَّ عَلِيمٞ ﴾
[يُوسُف: 50]

Uye mambo akati: “Muunzei kwandiri!” Asi paakauya mutumwa kwaari, (Josefa) akati: “Dzokera kuna mambo vako uye unovabvunza kuti: ‘Chii chakaitika kuvakadzi vekuzvicheka maoko avo? Zvirokwazvo, Tenzi vangu (Allah) vanoziva zvikuru hurongwa wavo (vakadzi ivavo).’”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وقال الملك ائتوني به فلما جاءه الرسول قال ارجع إلى ربك فاسأله, باللغة الشونا

﴿وقال الملك ائتوني به فلما جاءه الرسول قال ارجع إلى ربك فاسأله﴾ [يُوسُف: 50]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek