×

Uye dai Allah vaida kuparadza vanhu nekuda kwezvitadzo zvavo, havaizombosiya kunyangwe mhuka 16:61 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:61) ayat 61 in Shona

16:61 Surah An-Nahl ayat 61 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 61 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿وَلَوۡ يُؤَاخِذُ ٱللَّهُ ٱلنَّاسَ بِظُلۡمِهِم مَّا تَرَكَ عَلَيۡهَا مِن دَآبَّةٖ وَلَٰكِن يُؤَخِّرُهُمۡ إِلَىٰٓ أَجَلٖ مُّسَمّٗىۖ فَإِذَا جَآءَ أَجَلُهُمۡ لَا يَسۡتَـٔۡخِرُونَ سَاعَةٗ وَلَا يَسۡتَقۡدِمُونَ ﴾
[النَّحل: 61]

Uye dai Allah vaida kuparadza vanhu nekuda kwezvitadzo zvavo, havaizombosiya kunyangwe mhuka zvayo. Asi vanovamirira kusvikira nguva yavakanyorerwa yakwana. Naizvozvo kana nguva yavo yakwana, (vanhu) havagoni kuinonotsa neawa kana kuikurumidzisa neawa

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولو يؤاخذ الله الناس بظلمهم ما ترك عليها من دابة ولكن يؤخرهم, باللغة الشونا

﴿ولو يؤاخذ الله الناس بظلمهم ما ترك عليها من دابة ولكن يؤخرهم﴾ [النَّحل: 61]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek