×

“Naizvozvo idyai kubva kune michero yese, uye teverai nzira dzaTenzi venyu dzakarerutswa.” 16:69 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:69) ayat 69 in Shona

16:69 Surah An-Nahl ayat 69 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 69 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿ثُمَّ كُلِي مِن كُلِّ ٱلثَّمَرَٰتِ فَٱسۡلُكِي سُبُلَ رَبِّكِ ذُلُلٗاۚ يَخۡرُجُ مِنۢ بُطُونِهَا شَرَابٞ مُّخۡتَلِفٌ أَلۡوَٰنُهُۥ فِيهِ شِفَآءٞ لِّلنَّاسِۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَةٗ لِّقَوۡمٖ يَتَفَكَّرُونَ ﴾
[النَّحل: 69]

“Naizvozvo idyai kubva kune michero yese, uye teverai nzira dzaTenzi venyu dzakarerutswa.” Mumatumbu adzo munobuda chinwiwa (huchi) chine mavara akasiyana-siyana, mukati macho (chinwiwa) mune zvinorapa vanhu. Zvirokwazvo, mukati meizvi mune chiratidzo kune vanhu vanofunga

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ثم كلي من كل الثمرات فاسلكي سبل ربك ذللا يخرج من بطونها, باللغة الشونا

﴿ثم كلي من كل الثمرات فاسلكي سبل ربك ذللا يخرج من بطونها﴾ [النَّحل: 69]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek