×

Uye Allah ndivo muridzi wezvese zvisingaoneki zviri mumatenga nepasi. Uye nyaya yenguva 16:77 Shona translation

Quran infoShonaSurah An-Nahl ⮕ (16:77) ayat 77 in Shona

16:77 Surah An-Nahl ayat 77 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah An-Nahl ayat 77 - النَّحل - Page - Juz 14

﴿وَلِلَّهِ غَيۡبُ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۚ وَمَآ أَمۡرُ ٱلسَّاعَةِ إِلَّا كَلَمۡحِ ٱلۡبَصَرِ أَوۡ هُوَ أَقۡرَبُۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٞ ﴾
[النَّحل: 77]

Uye Allah ndivo muridzi wezvese zvisingaoneki zviri mumatenga nepasi. Uye nyaya yenguva (zuva rekutongwa) yakafanana nekubwaira kweziso, kana kuti iri pedyo. Zvirokwazvo, Allah vane simba pamusoro pezvese

❮ Previous Next ❯

ترجمة: ولله غيب السموات والأرض وما أمر الساعة إلا كلمح البصر أو هو, باللغة الشونا

﴿ولله غيب السموات والأرض وما أمر الساعة إلا كلمح البصر أو هو﴾ [النَّحل: 77]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek