×

Uye hapana chinotimisa kutumira zviratidzo, asi kuti vanhu vekare vakaramba (zviratidzo). Uye 17:59 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Isra’ ⮕ (17:59) ayat 59 in Shona

17:59 Surah Al-Isra’ ayat 59 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Isra’ ayat 59 - الإسرَاء - Page - Juz 15

﴿وَمَا مَنَعَنَآ أَن نُّرۡسِلَ بِٱلۡأٓيَٰتِ إِلَّآ أَن كَذَّبَ بِهَا ٱلۡأَوَّلُونَۚ وَءَاتَيۡنَا ثَمُودَ ٱلنَّاقَةَ مُبۡصِرَةٗ فَظَلَمُواْ بِهَاۚ وَمَا نُرۡسِلُ بِٱلۡأٓيَٰتِ إِلَّا تَخۡوِيفٗا ﴾
[الإسرَاء: 59]

Uye hapana chinotimisa kutumira zviratidzo, asi kuti vanhu vekare vakaramba (zviratidzo). Uye takatumira ngamera hadzi kumaThamood sechiratidzo chiri pachena, asi vakaitadzira (vakaiuraya). Uye hatina kutumira zviratidzo kunze kwekurangaridza, nekuvachichidzira (kuti vachaparadzwa)

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وما منعنا أن نرسل بالآيات إلا أن كذب بها الأولون وآتينا ثمود, باللغة الشونا

﴿وما منعنا أن نرسل بالآيات إلا أن كذب بها الأولون وآتينا ثمود﴾ [الإسرَاء: 59]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek