×

(Abrahamu akaenderera mberi akati): “Ndichashozhonoka (kutarisa rimwe divi kusiri kwamuri baba vangu) 19:48 Shona translation

Quran infoShonaSurah Maryam ⮕ (19:48) ayat 48 in Shona

19:48 Surah Maryam ayat 48 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Maryam ayat 48 - مَريَم - Page - Juz 16

﴿وَأَعۡتَزِلُكُمۡ وَمَا تَدۡعُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَأَدۡعُواْ رَبِّي عَسَىٰٓ أَلَّآ أَكُونَ بِدُعَآءِ رَبِّي شَقِيّٗا ﴾
[مَريَم: 48]

(Abrahamu akaenderera mberi akati): “Ndichashozhonoka (kutarisa rimwe divi kusiri kwamuri baba vangu) kubva kwamuri uye kubva kune izvo zvamunoteketera kunze kwaAllah. Uye (ndichashevedzera) ndichateketera kuna Tenzi vangu (Allah) zvimwe ndingasave mutadzi mukuteketera Tenzi vangu.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وأعتزلكم وما تدعون من دون الله وأدعو ربي عسى ألا أكون بدعاء, باللغة الشونا

﴿وأعتزلكم وما تدعون من دون الله وأدعو ربي عسى ألا أكون بدعاء﴾ [مَريَم: 48]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek