×

Uye kana ndima dzedu dziri pachena (maAayaat) dzikaverengwa kwavari avo vasingatendi (vapfumi 19:73 Shona translation

Quran infoShonaSurah Maryam ⮕ (19:73) ayat 73 in Shona

19:73 Surah Maryam ayat 73 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Maryam ayat 73 - مَريَم - Page - Juz 16

﴿وَإِذَا تُتۡلَىٰ عَلَيۡهِمۡ ءَايَٰتُنَا بَيِّنَٰتٖ قَالَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لِلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ أَيُّ ٱلۡفَرِيقَيۡنِ خَيۡرٞ مَّقَامٗا وَأَحۡسَنُ نَدِيّٗا ﴾
[مَريَم: 73]

Uye kana ndima dzedu dziri pachena (maAayaat) dzikaverengwa kwavari avo vasingatendi (vapfumi vakarasika pamaQuraish), vanoti kune vanotenda (varombo pavateedzeri vamutumwa Muhammad (SAW)): “Nderipi pamapato maviri aya (revatendi nevasingatendi) ririnani pachinzvimbo uye rakanakisisa pachiteshi (nzvimbo yekupana mazano)?”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذا تتلى عليهم آياتنا بينات قال الذين كفروا للذين آمنوا أي الفريقين, باللغة الشونا

﴿وإذا تتلى عليهم آياتنا بينات قال الذين كفروا للذين آمنوا أي الفريقين﴾ [مَريَم: 73]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek