×

Uye (rangarirai) apo Tenzi vake Ibrahim (Abrahamu) pavakamuedza (neimwe) yemirairo, iyo yaakazadzikisa. 2:124 Shona translation

Quran infoShonaSurah Al-Baqarah ⮕ (2:124) ayat 124 in Shona

2:124 Surah Al-Baqarah ayat 124 in Shona (الشونا)

Quran with Shona translation - Surah Al-Baqarah ayat 124 - البَقَرَة - Page - Juz 1

﴿۞ وَإِذِ ٱبۡتَلَىٰٓ إِبۡرَٰهِـۧمَ رَبُّهُۥ بِكَلِمَٰتٖ فَأَتَمَّهُنَّۖ قَالَ إِنِّي جَاعِلُكَ لِلنَّاسِ إِمَامٗاۖ قَالَ وَمِن ذُرِّيَّتِيۖ قَالَ لَا يَنَالُ عَهۡدِي ٱلظَّٰلِمِينَ ﴾
[البَقَرَة: 124]

Uye (rangarirai) apo Tenzi vake Ibrahim (Abrahamu) pavakamuedza (neimwe) yemirairo, iyo yaakazadzikisa. (Allah) vakati (kwaari): “Zvirokwazvo, ndichakuita mutungamiri wevanhu (kuti vave vanokutevera).” (Ibrahim (Abrahamu)) akati: “Uye nekuvana vangu (kuti vave vatungamiri).” (Allah) vakati: “Chitsidzo (chohuporofita) changu hachiendi kuvatadzi.”

❮ Previous Next ❯

ترجمة: وإذ ابتلى إبراهيم ربه بكلمات فأتمهن قال إني جاعلك للناس إماما قال, باللغة الشونا

﴿وإذ ابتلى إبراهيم ربه بكلمات فأتمهن قال إني جاعلك للناس إماما قال﴾ [البَقَرَة: 124]

❮ Previous Next ❯

Verse in more languages

Transliteration Bangla Bosnian German English Persian French Hindi Indonesian Kazakh Dutch Russian Spanish Turkish Urdu Uzbek